Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2021

Lyrics

Kana ndapenda

Kana ndamenda

Kana ndalander

Ndobva ndalazer

Ndofonera Brenda

Ndiri kuda tsvarakadenga

Tembelani ndatenda

Chindi tagger

Tiri tega

Takutodater

Ndiri kutsvaga one anozvimiririra

Anofanira kunge akazvininipisa

Blaz ndiri kuda akazvidukupisa

Dziri kuda kufambirwa nyaya rega tingodzifambira


Anetsa

Anetsa

Anetsa aaaah

Ndiye zai regondo

Anetsa

Anetsa

Anetsa aaaah

Ndiye zai regondo


Ane mukwekwezengwe

Anobva Kwekwe

Pa caption

Body yake ine shape

Ane zi curve

Boterekwa

Uchenjere kuita stress

Uchenjere kuita mate

Aikona kuzonyora test

Anonzi Chinhoyi Cave

Anofarira maface

But not vane maFacts

Haadi kupinzwa mu Press

Ari kusimbisa pace

Situation iri worse

Isusu zvedu tiri surf

Pese pangori nestain

Tinochenesa

Tinopenyesa

Tinowedzera

Tino

Tinokuchingamidzai

Tinokuvhiringidzai

Tinokuperekedzai

Tinokususukidzai

Mashoko makukutu

Ubve wangoita chimumumu


Andidi kuinzwa nyaya yekushandira munhu wenyama

Handina nguva yekuswera ndichingokuza munhu

Morning Sir morning Maam

Pamwe pacho kutotiza

Boss vasvika trying to impress tuck in watova chiForomani

Ndonzi Admire Simbarashe Mufakazi

Simbarashe simba simba raMwari

Teererai munzwe simba raTenzi

Beji beji

Ndichatenga Benz

Achakuyedza

Achakuyeva ende mate uchamedza

Achakuseka nechemumoyo achakuteya

Achakuseva

Achakutsenga

Achakureva

Achakuchera sembeva

Achakurega

Siya chi burger cheka muriwo tidye sadza nematemba

Vanobhema murder musazodhibha mupeta

Makutosema zvamakaseta zvamenge makaremegwa

Achakubaker sechingwa

Achakupedza

Inini ndiri magen'a

Ende Andi flashe muchemba

Matemba ndiri zigweja

Ende nditori zimajor

Ari kuda kunditemha

Manje andidonhi munhenga

Ndinokukwezva ndigokusampler referee ridza chibhera


Anetsa

Anetsa

Anetsa aaaah

Ndiye zai regondo

Anetsa

Anetsa

Anetsa aaaah

Ndiye zai regondo


Ndinoda mwana wamambo

Tisu vekudenha mago

Rega ndisiyane nazvo

Zvimaloss zvemusango

Zviri kutsvaga raramo

Kuita kunge zvemazano

Tichazoonana mbai mbai

Muchingoti dai dai


Ndoda kutora mukana kutenda vese vari kunditsigira

Takanyanya

Takanaka

Takaramba

Takazama

Takafamba

Takarara

Takasara

Takawana

Takashaya

Takatadza

Takapata

Takatamba

Takahwanda

Takawanda

Takatamba

Takashama

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status