Tsamba Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Mwari handidi
Zvisina basa
Zvisina basa
Zvisina basa
Handichada kunzwa
Zvisina basa
Zvisina basa
Zvisina basa
Ndatora bhilo nebepa
Ndagara zvangu pacheya
Ndanyora tsamba
NaTenzi wavhura company
Tinoda kumutenda
Chibage chakamera
Hapana chinorema
Pamberi paSamatenga
Ndimi Tenzi
Makandipa
Simba
Rekukurira muvengi
Simuka uyende
Ramba kunyengereka
Dhiyabhori anonyengera
Kana wazogara
Kana wazogara
Tsika tsika Satani
Chibhakera kuna Satani
NaTenzi wavhura company
Mwari handidi
Zvisina basa
Zvisina basa
Zvisina basa
Handichada kunzwa
Zvisina basa
Zvisina basa
Zvisina basa
Ndatora bhilo nebepa
Ndagara zvangu pacheya
Ndanyora tsamba
NaTenzi wavhura company
Tinoda kumutenda
Chibage chakamera
Hapana chinorema
Pamberi paSamatenga
Ndimi Tenzi
Makandipa
Simba
Rekukurira muvengi
Simuka uyende
Ramba kunyengereka
Dhiyabhori anonyengera
Kana wazogara
Kana wazogara
Tsika tsika Satani
Chibhakera kuna Satani
NaTenzi wavhura company
Mwari handidi
Zvisina basa
Zvisina basa
Zvisina basa
Handichada kunzwa
Zvisina basa
Zvisina basa
Zvisina basa
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba
Ndanyora Tsamba