Chiedza Chako Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Pakupera kwezuva
Chabuda hapana
Parinopinda muna mai varo
Chabuda hapana
Uchingoti zvakaoma
Uchingoti zvakaoma
Zvakaoma here
Ndizvo zvawareva
Pakufamba uchitsvaga
Ukasakumbira uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukasatenda uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukanyara uchashaya
Shoko raMwari
Ngarive Chiedza Chako
Pakufamba uchitsvaga
Ukasakumbira uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukasatenda uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukanyara uchashaya
Shoko raMwari
Ngarive Chiedza Chako
Takavaona vachidzokera
Kwavainge vabva
Kubhururuka mahusiku nerusero
Kusvika tarwa
Takangoti nemuzita raJesu
Takangoti nemuzita raJesu
Takangoti nemuzita raJesu
Takangoti nemuzita raJesu
Vakaita hasha kupupa hasha
Pavakanzwa zita iroro
Vakabva vatowedzera
Kutitsimbirira pamadzikirira
Takangoti nemuzita raJesu
Takangoti nemuzita raJesu
Takangoti nemuzita raJesu
Takangoti nemuzita raJesu
Pakufamba uchitsvaga
Ukasakumbira uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukasatenda uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukanyara uchashaya
Shoko raMwari
Ngarive Chiedza Chako
Pakufamba uchitsvaga
Ukasakumbira uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukasatenda uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukanyara uchashaya
Shoko raMwari
Ngarive Chiedza Chako
Hakuna simba richakuwisa
Iwewe
Hakuna simba richakuwisa
Iwewe
Hakuna simba richakuwisa
Iwewe
Hakuna simba chero ripi zvaro
Richakuwisa munzira mako
Tarisai muone zvaida kuitika paye
Paye, paye paye
Dzakaperera kumatare
Takasimbisa chinyakare
Takaitiswa chinyakare
Takasimbisa chinyakare
Takaitiswa chinyakare
Pakufamba uchitsvaga
Ukasakumbira uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukasatenda uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukanyara uchashaya
Shoko raMwari
Ngarive Chiedza Chako
Pakufamba uchitsvaga
Ukasakumbira uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukasatenda uchashaya
Pakufamba uchitsvaga
Ukanyara uchashaya
Shoko raMwari
Ngarive Chiedza Chako