Tazviona Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Jesu mune simba rinokunda simba remuvengi
Jesu mune simba rinokunda simba remuvengi
Jesu mune simba rinokunda simba remuvengi
Jesu mune simba rinokunda simba remuvengi
Tazviona Mwari
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Baba
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Ishe
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Mwari
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Baba
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Ishe
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Muvengi wako achati zvabva nepi
Paachaona wava kumusoro
Chinobhururuka chinomhara
Chinomhara pachinodira
Vachati Vachati Vachati Vachati
Vachati uri kumbozvigona sei
Vachava zvapupu
Vachava zvapupu
Vachava zvapupu
Tazvirota tazviona tazvinyora
Tazvinyora tazviona tazvirota
Bhuku rangu rakakura
Richawedzera kukura
Bhuku rangu rakakura
Richawedzera kukura
Takakomborerwa takokwa
Tichatopaimba mirai muone
Tazviona Mwari
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Baba
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Ishe
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Mwari
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Baba
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Ishe
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Usazoti dai ndakaziva
Haitungamirire, watozviita
Haitungamirire, watozviita
Haitungamirire
Chirega kutarira shure
Ndiko kuti ugozadza mambure
Ndiko kuti ugozoimba kure
Kure kure kure kwatinobva
Auya uya
Rega ndimbomhanyira muponesi
Rega ndimbomhanyira Jesu
Auya uya
Rega ndimbomhanyira muponesi
Rega ndimbomhanyira Jesu
Gore rino
Iro rino
Gore Gore Gore Gore Gore
Gore rino
Iro rino
Gore Gore Gore Gore Gore
Tazviona Mwari
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Baba
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Ishe
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Mwari
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Baba
Munogona Kugona Kugona kwekugona
Tazviona Ishe
Munogona Kugona Kugona kwekugona