Ndimi Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Tinzweiwo Mambo
Tinzweiwo
Tinokumbira kuti mutinzwewo
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Tinzweiwo Mambo
Tinzweiwo
Tinokumbira kuti mutinzwewo
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Zvamareva zvose panoda kutenda kwedu
Kuti tisimukire
Tibudirire
Tisimukire tiyambuke
Zvamareva zvose panoda kutenda kwedu
Kuti tisimukire
Tibudirire
Tisimukire tiyambuke
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Pamakazvireva takatenda tikatokutembayi
Takatenda
Tikatokutembayi
Takatenda
Tikatokutembayi
Pamakazvireva takatenda tikatokutembayi
Takatenda
Tikatokutembayi
Takatenda
Tikatokutembayi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi Ndimi
Tinzweiwo Mambo
Tinzweiwo
Tinokumbira kuti mutinzwewo
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Tinzweiwo Mambo
Tinzweiwo
Tinokumbira kuti mutinzwewo
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano
Mutipe mazano