Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2022

Lyrics

Tenzi achakudzivirira munjodzi dzose

Tenzi achakuchengeta hupenyu hwako

Tenzi achakuchengeta pakuenda kwako

Napakudzoka kwako

Kubvira zvino

Kusvikira nokusingaperi


Meso angu

Anotarira kumakomo

Ko rubatsiro rwangu ruchabvepiko

Rubatsiro rwangu

Runobva kuna Tenzi

Akasika denga napasi pose


Gukuchirai

Nguva ino

Musarivara

Musakanganwa

Gukuchirai


Tenzi ndiye muchengeti wako

Tenzi ari parutivi rwako

Kuti akuchengete

Zuva haringakukuvadzi masikati kunyange mwedzi husiku


Gukuchirai

Nguva ino

Musarivara

Musakanganwa

Gukuchirai


Haangandiregi

Ndichiputsika

Inga

Muchengeti wangu

Anongogara akasvinura

Tarirai

Muchengeti waIsirayeri

Haakotsire kana kuvata hope


Gukuchirai

Nguva ino

Musarivara

Musakanganwa

Gukuchirai


Gukuchirai

Nguva ino

Musarivara

Musakanganwa

Gukuchirai

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status