Hwayana Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Hwayana yaMwari
Ndimi
Munobvisa
Matadzo
Hwayana yaMwari
Ndimi
Munobvisa
Matadzo
Nerimwe ramazuva
Muchazviona
Mwana waMwari
Paakatifira pamuchinjikwa
Aiva neshungu
Aiva neshungu
Shungu
Dzekutiponesa
Nerimwe ramazuva
Muchazviona
Mwana waMwari
Paakatifira pamuchinjikwa
Aiva neshungu
Aiva neshungu
Shungu
Dzekutiponesa
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Takawanirwa nyasha vanun'una
Takawanirwa nyasha vanun'una
Takapihwa Mambo Jeso
Tichibva kughetto
Atichadzoke kuzero
Atichadzoke kuzero
Atichadzoka
Atichadzoka
Takawanirwa nyasha vanun'una
Takawanirwa nyasha vanun'una
Takapihwa Mambo Jeso
Tichibva kughetto
Atichadzoke kuzero
Tichadzoke kuzero
Atichadzoka
Atichadzoka
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Hwayana yaMwari
Ndimi
Munobvisa
Matadzo
Hwayana yaMwari
Ndimi
Munobvisa
Matadzo
Hwayana yaMwari
Ndimi
Munobvisa
Matadzo