Nyika Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
ZveNyika ndezveNyika
Zvichapera zvakarehwa
Vanotenda vachasengwa
Vakananga kumatenga
Fambai zvakanakisisa
Rambai makatarisira
Garai makagadzirira
Tine nguva dzatakasangana nezvakatiremera
Tine mabasa akasiyana siyana
Angava akanaka angava akaipa
Atakambenge tiri mukati mawo
Tine vanotida
Tine vanonyepera
Tine vasingatide
Tine nguva dzatakaraswa nekuda kwezvatakaita
Yakatireva
Yakatisema
Yakatiseka
Yakatipedza
Yakatirega
Nyika haiteererwi nekuti Nyika haipererwi
Zvakare Nyika hairevererwi
Takava chiseko cheNyika
Zino rakaita chirema
Ndipo patakabva tapepuka
Takabva tayeuka
Kwainge kusati kwayedza
Takabva tapedza
Iyo yaitorova magwiriri
Dziya dzamunoti ngonono
Yakapepuka kwayedza
Tapedza
Taleza
Tarenda
Sarenda
Tayenda