MWANANGU Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Kotamisa huso unamate
Kotamisa huso
Kotamisa huso unamate mwanangu
Kotamisa huso
Munyaradzi ndimi
Ndimi munondirwira
Ndimi munondipukuta misodzi
Haikona kuzokanganwa
Haikona kuzokanganwa
Ukaramba wakashinga
Ramangwana rako iwe
Richazova rakanaka
Munzira mauri kufamba
Haikona kuzochema chema
Zvimwe zvacho uchazozvinzwisisa
Zvimwe zvacho uchazozvifarira
Kana uchinge wakura
Kotamisa huso unamate
Kotamisa huso
Kotamisa huso unamate mwanangu
Kotamisa huso
Teerera mwana teerera
Shoko rake richakuvhikira
Kana uchida kunzwisisa shoko raTenzi
Pfugama unamate
Pfugama unamate
Pfugama unamate
Ende zvimwe zvacho
Zvongoda kushinga
Munzira ino yatiri
Hmmmmmmm seiko zvichidaiso
Musandityire Baba musandityire
Ndichashingirira
Kotamisa huso unamate
Kotamisa huso
Kotamisa huso unamate mwanangu
Kotamisa huso
Kotamisa huso unamate
Kotamisa huso
Kotamisa huso unamate mwanangu
Kotamisa huso
Kotamisa huso unamate
Kotamisa huso