Loading...

Download
  • Genre:Reggae
  • Year of Release:2024

Lyrics

Dai - Winky D

...

hanzi nguva inopedza marwadzo

shungu muhana ndinadzo

kusazvireva chitadzo

ndakumbira ropafadzo

dai dai dai whuuuuuu

dai dai dai

nekuti rudo icamera runoumba ndangariro dzokutevera

rudo icamera unosvika pakushaya wekuchemera

rudo icamera runoumba ndangariro dzokutevera rudo icamera unogona kutoshaya wekuchemera


dai dai ndaikwanisa kumisa nguva ndoidzora kumashure)2


tidzokere paye paye payee

tidzokere paye paye payee

payeeee payeeeeee payeeeeee payeeeeee payeeeeee payeeeeee

pataiwirirana mazuva ataimirirana

tichitsidzirana phone husiku topinzirana

weekend taiswera tese vari vanhu tainyeya tese zvataiwana taisheya tese

zvodzimba hatichina keya tese yangova mumwe kwake mumwe kwake pfungwa dzichiti akasanditanga ini handitange moyo uchiti aiwa iri idambe iri dambe tsvaganai muwanane mufambe.

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status