Panorwadza Moyo Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2022
Lyrics
Panorwadza Moyo - Winky D
...
ndanzwa mhere kurira( mhere kurira )
ndaziva pane watakunofushira( watakunofushira)
ndiyani watungaira
ndiyani wafunga kunoti chenesera nzira( chenesa nzira)
hazvidzimbe nyama(ayiwa)
zvinotidzimba pakati pehana( pakati pehana )
chekuita hapana ( hapana)
kwavakungomirira mhere yamangwana( mhere yamangwana)
munotipfudzirei nepanorwadza moyo( dairai waro)
munotipfudzirei panenziraiyoyo (nzira idoko)
Baba nditakure( Baba nditakure)
ishe ndatakurei (ishe nditakurei)
ndiyambutsei ( ndiyambutsei)
tenzi ndiyamure( tenzi ndiyamure)
Zvamatora mambuya matora sekuru hapana kacheche kauya
zvamatora mukoma matora hanzvadzi iyi mhamo handichaigona
misodzi yandachema yazadza gungwa
tumirai ngirozi izonditakura
iri ngozi dai Paita atsanangura
iyi njodzi yandikurira amai ndagura
ndiyani achandiraira
Hama dzepedjo matsvaira
ndaisimbofunga ndichajaira
wedenga dai mandi daïra (dairai woo)