Chitekete Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2022
Lyrics
Chitekete - Winky D
...
Gafa zvekare, Oskid, Oskid Kutorerwa moyo kuri easy so (hayii hayii) Ini wangu moyo wakabiwa ndiri Grade Four Tiri kuchikoro pa-Civics Penge pakawanda ma-activity Ndakabata maputi ne-Freezit Tiri pa-Civics taizivikanwa nema-tricks Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Happy, happy tichitamba chipisi Mwanasikana waitamba zvinobata moyo Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono Dzokorora nziyo iyoyo" Chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Ndakakakwazisa, "Ndeipi yako?" Iyi ndoSong yangu pamuchato Ndakakabvunza, "Unoda upi musambo?" Kakati, "Ndongoda kunzwa Mbuya Mlambo" Ndabva ndazviona kuti ndekenyambo Ndikakaudza nezveSimba and Jumbo Kakabva katanga kubata kumeso kachinyara Kakanditi, "Iwe usandidaro" PaBreak time ndichakutengera chi-Candy cake Ndodya pane flour iwewe wodya Candy chete Ndakamuti, "Kamutambiro kako, ukakura wakafita kutamba muBand chete" Waitamba zvinobata moyo Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono Dzokorora nziyo iyoyo (iyoyo)" Chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Takasanganiswa kwapera makore gumi neshanu (shanu) Takatarisana maziso, yakabva yarova hana yangu Ndikati, "Babie nda-remember, tichiri vadiki, nda-remember Babie nda-remember, ndakura ndava paCheecky ndazvitemba Mupfungwa dzangu ndakagaya ndavaka musha Hana yangu yakarova, bva ndatanga kutya Rudo, kubva ndiri mudiki, rwaramba kufa Nhasi handimbokusiya ndingaku-loser Mwanasikana waitamba zvinobata moyo Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono Dzokorora nziyo iyoyo" Chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete