Gombwe Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2022
Lyrics
Gombwe - Winky D
...
chi Extra×2
vatipe oskid
mangoma Aya ndabva nayo nyikadzimu
anga achitambwa nevadzimu
ndabva ndati ndimaunze pasi rino
abva avachemedza semariro
ndine Gombwe remangoma,gafa rinobata matare engoma
pandinodzvova voti ndinogona ,ndini ndoita kuti vafare nengoma
ngoma pandinodzitekenya tekenya makwati abikwa zvino ndakutetena
pandinodzitekenya tekenya makwati abikwa zvino ndakutetena
varikuzama kuti kopera,havazvikete ndinokoterwa
Hanzo chigafa zvachobhowera