Ngirozi ft. Vabati Vajehova Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2018
This song is not currently available in your region.
Try the alternative versions below.
Alternative versions:
Lyrics
Ngirozi ft. Vabati Vajehova - Winky D
...
dzika dzika ngirozi , dzika dzika ngirozi , dzikatiwanire nyasha
moyo wekubereka ,zvino wandiremera, zvibondi bays pahana pandinotarisa vana
pfungwa dzotenderera, misodzi yoyerera, zvinondi baya pahana pandinotarisa vana
ndaiti zvimwe dzichadzika ngirozi, dzichadzimura ngozi, dzichandiwanira nyasha aiwa ndadzipa ngoni
dzika dzika ngirozi , dzichadzimura ngozi , dzichandiwanire nyasha aiwa ndadzipa ngodzi
ndatenderera oskidhi ndafamba mamayera, ndateketera ndatsika nyangwe munoyera
zvenyama zvaramba mweya tungamira venyasha vofamba
takatamba kwatiko kwoshanda vasunungure muhuranda
hona votiza musha, kande musango hanzi hakuna kusiri kufa
kufira musango here senge musina musha
ndaiti zvimwe ,dzika dzika ngirozi
dzichadzimura ngozi , dzichandiwanire nyasha aiwa ndadzipa ngoni
dzika dzika ngirozi , dzikadzimure ngozi dzikandiwanire nyasha aiwa ndadzipa ngozi
nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisaone,
vangova fararira nenyika hanzi hatikazvigone
ndakaberekera gejo saka ndasiyana neyine mombe
vakumhanyisana nema basa kuda kudzinga hurombe
ndosivaona kuhope varipa pamusha
haiwa hadzisi nyope kubva mangwanani varipa nhema,
dzamara kudoke
ndaiti zvimwe dzichadzika ngirozi dzichadzimura ngozi ,
dzikandiwanire nyasha aiwa ndadzipa ngoni
dzika dzika ngirozi , dzichadzimura ngozi , dzikandiwanire nyasha aiwa ndadzipa ngozi
dzika dzika ngirozi (baba) dzika dzika ngirozi . dzikatiwanire nyasha( mambo)
( aiwa dzika dzika ngirozi baba) dzika dzika ngirozi , dzika dzika ngirozi , dzikatiwanire nyasha
(aiwa dzika dzika mambo)
dzika dzika ngirozi, dzika dzika ngirozi, dzikatiwanire nyasha........
...............................................................................................................................................................,...........................................................................................................,....................................................