Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2022

Lyrics

Bhachi re Dior - Holy Ten

...

ndarota ndine bachi re Dior nezimota re Dior iri Pafull blast ndichizvikwadza nenziyo ndiri paround ndiri pamarry go ndarota ndiri chief ndarota Mari yangu yakutamba coz yangaimbori stiff ndarota ndiri mudiki ndarota exactly pakatanga mabeliefs(hoyo) pakatanga mabeliefs tangatisati tatanga zvemastreets Tangatisati takuti ndikasvika munhu wese anotaura Kuti chazoda mapics (mapics)Hamenoka zvavakuona Mandiri.Vakandifencer vese musadzoka kwandiri chazokuchekeresa ndikakaura Wakambondikweretesa ukazozvitaura ...ndarota ndine bachi re Dior nezimota re Dior iri Pafull blast ndichizvikwadza nenziyo ndiri paround ndiri pamarry go ndarota ndiri chief ndarota Mari yangu yakutamba coz yangaimbori stiff ndiri mudiki ndarota exactly pakatanga mabeliefs...Hamungape madiss kuhurumende hey munhu wese akuimba drill guvhudende Ndati Hamungape madiss kuhurumende imi munhu wese akuimba drill guvhudende.Mugotiratidza report kana mapasa,mukoma ngatisangane pana4th kana paNAS xaaa mauya toita gochi kana pasta...Jahman maiti mogona masport unamanga Bachi re Dior ndikurida but izvezvi ndikudya sadza rezviyo izvezvi ndikunzwa nyaya dzana Staner naDion (urikupi)ndiri paround ndiri pamarry go ndarota ndiri chief ndarota Mari yangu yakutamba coz yangaimbori stiff

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status