Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2023

Lyrics

Crown ft. Michael Magz & Mr Candy - Holy Ten

...

Hey

Ten

Musoro unorema unopfeka crown


Musoro unorema unopfeka crown (True)

Ane mitoro inoto ku weigher down

You try to follow pauri kufunga pane mvura kuti inoyera

Woigeza you end up drowning (maihwe zvangu zviku gozha)

Pane vakuti tsvaga hakata zviite order

Pane vakuti hama dzakafa dzine mhosva

Pamwe ndezve ropa

Pamwe vakato bheja haunga tenge motor

Wondiregerera

Aiwa pamwe ndiri wrong

Pamwe ndirikutonyepedzera

Pamwe zviri strong pachi Shona toti

Hama dzose ma boy varoyi

So I feel like ndaku needer pfuti

Vachitoziva kuti ndogara kupi

Ndikuto tyira vanomira neni muma groups (sha)

Kovaka batanidzirwa zvinhu zvacho zvine simba

I hobho vano wisher vatiione tichi byzer

Vatone ma reminder

Nema alarm ekumuka kuzondi mukira

Aaah sometimes ndofunga kuda kuzvi sungirira

But my mom vanosara vachi shupika

Kumaraini vanosara vachirumbidzana

Vavengi avagare kure

Hanzi Ten ngaapenge

Ten ngaabate buwe

Ten haasi mutsvene

Ten haasi kutiona

Ten haasi kufona

Ten haasi kucheuka reverse

Haasi ku sona

Ten aku lacker respect akuda kurowa

Maihwe zvangu

Vakuda kunditsoma vakuda kunditsoma

Vakuda kunditsura

Tsumo dzenyu fugai tsano

Kana mashaya vekutaura nawo fungai ngano

Kana muromo menyu mukupisa rumai chando

Kana mauya kuzotsvaga mbiri wangu piwai sando mubve pano

Territory inoda ziso rine hope dziri kure (true)

Neziso rekuseri rinotionei zviri sure

Musango kutangirana kunyangirana

Akati kufarirana kuvakidzana akanyepa

Love ine space haikabire tunyaya (yes)

Love ine space haitsamwise mujaya (yes)

Love ime space it can never over step (vanhu kudzimba dzavo)

Musoro unotema unopfeka crown

Vanhu vane godo rinotopedza power (godo)

Gezai munyama ikusenza shower

Regai aite matama akupedza sadza

Medza tanzwa

Mashoko anorema mhai ndeerufu

Hapana achandimutsa achiti hendei muku

Vachangonoiridza mhere kusvika pungwe

Hamuchina rairo mudzimba ana baba

Vana venyu vese mimba dzakabva

Vana venyu vese rima rakavanzwa

Roku strokesai makarinzwa (eeeh)

Musoro unorema unopfeka crown

Inini ndomitoro inoto weigher down

Sa leader of the youth

Speaker of the truth

Ndonyarirawo kupi

Ten

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status