Deep Down Zaka Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
Deep Down Zaka - Holy Ten
...
takabva kudeep down zaka mudavanhu u Don no the story saka panapa musaganza mupfana wangu kana uchiziva rinonzi dungeon is that playset about ur own kunyura kuripachena (kunyura kuri pachena) hapana asina struggle everybody's background story takes sound tango rusta vane red tikangovarega vachitaura mapartlings avo ese yes ese tichamanzwa ( ese tichamanzwa).but I could never ever criticise munhu anoda moral support I mean I no zvakakosha mulife umu pane vanoda poke yakagochwa vamwe pok yakabikwa zvido zvinosiyana ini ndozvakadzidza true jesu achapika either pok kana pizza coz ndovarikupisa kwatakabva zvanga zvakasheka tikamaneja madam coz kutsamwa hakuna level go back to repeat but don't get too excited no don't ask me kut why weren't u invited (why weren't u invited) naibhi niggas try to act like ndimi ana mwari just asking kuti muripapi mubhaibheri they just asking kuti varikuda kuita brai neni hanzi kuna ruvimbo kuna rutendo kuna reji hips formed make me curved wangu I said hips formed make me curved neasina neane demo vana vanotondida but ini ndogara ndega coz ini ndobaya Bank ndichingoshaya chete loyalty is real so when u see us focusing on property in jail I have never been talkative in jail nyika iri kushanda and we are marching in this move but ndatesta ndr kupasa waindi feila waindi doubta actually ngavatombovhura eye cloud coz ndine mapictures tese last year chaiyo ndaspenda Christmas the back in high school taitokanda discuss tese takambosheedzwa kwaherd tikazodzingwa hedu tese makambotitengera madrinks mukati imwai henyu mesu mukati idyaiwo mese