Gomba re Shumba Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2023
Lyrics
Gomba re Shumba - Holy Ten
...
rrrrr gomba iro gomba iro rrrrrr hwaaa uuuh gombare shumba ndawiremugomba reshumba ndofanepfungwa ndikutadza kutodzokera kumba vakanditi dzorera chuma vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano. dai ndine zidonwe? repfuma aah ndaitomboti pamwe pakuitwa zvisvinu pano vakatifenza ava ndiwo vane daka vakatemba zvakarotwa nen'anga vakapenga mfana? wakapenga wakapenga zvikanzi aiwa ndakasotwa kuzaka asi hona asi changamire hona mhepo dzacho dzanditsoma pakati? pane hurombwa vanamukoma, aaah gomba reshumba ndawire mugomba reshumba ndofanepfungwa ndikutadza kutodzokera kumba vakanditi dzorera chuma vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano dai ndine zidonwe? repfuma aah ndaitomboti pamwe pakuitwa zvisvinu pano chenjera kutsika munzwa mwanangu chenjera kutsika munzwa chenjera kuwira muhutapwa kupisa musha hunobvira huswa hatina uta hatirwe panyama vemasaramusi vakapinda muka uchanzwa toti aah aah ukati ndimi idzo ivo bhagamu dhaza tikati zviriko? chaminuka, chaminuka chaminuka chaminuka chaminuka chaminuka chaminuka