Loading...

Download
  • Genre:Reggae
  • Year of Release:2020

Lyrics

Sorry - Seh Calaz

...

ohh my oh my

woo woo woo woo

hee aye wo wo wooo

follow me there


umbori munhu akaitasei

iwe ndiwe unongotadzasei

unongoita zvinorwadza sei

unoda ndiitesei


anogara arimasorry sorry

sorry sorry zuva nezuva

iri sorry sorry sorry sorry

anogara arima sorry sorry

sorry sorry zuva nezuva

iri sorry sorry sorry sorry


follow me de cheq

why uchingogara uchindinyepera

shamwari dzangu waimboti dzokunyepera

vanhu vasina basa unonondinyengera

ndinoita kutoshaya pekunyarira

haukwanise kuzvi controller here

watokura Soo hauchazi pwere

ukuda kuzondizadza zvirwere

unogara kuona ndichiridza mhere


kana Paine chandisingakupe taura

Buda pachena kuti haundide taura

usinga gutsikane neni ingotaura

ndokudonhedza nhasi chaiye ingotaura


sorry sorry sorry sorry

zuva nezuva iri sorry sorry

sorry sorry anogara arima sorry sorry

sorry sorry zuva nezuva iri sorry sorry

sorry sorry


follow me de cheq

ingandinombozama Wani

kwandiri uri wangu one

handisati ndamboita mafunny

ndiwe bae wangu uri one


asi kwauri it a different story

unotida Madhuri ese anozadza lorry

muromo wako wamera chisorry sorry

zuva nezuva unenge uine imwe story

uchandifunga ndaenda and kana ndaenda

ndaenda shuwa ndinenge ndaneta and kana

ndaneta ndaneta

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status