Loading...

Listen and download music for free on Boomplay

  • Genre:Reggae
  • Year of Release:2019

Lyrics

Kana Ndafa - Soul Jah Luv

...

Bad company so so so so so so ngwendeza sekutamba sekuseka musoro uchingocracker zvichitoitika asi ndozviziva kuti ndichangopengereka nenyika ndichingofamba ndipengereka asi ndichataura kusvikira zvajeka ahhh ndaisaziva nhamo ichandicheka chokwadiii vakawanda vachandibuka asi mangoma ndicharamba ndichibeka nekuti varipo vachandi svibisa vaya vachandichipisa vanoti zvandaita hazviite variko vachati tomusimbisa asi vamwe vachangondipikisa asi chandinoda kuzvijekesa kuzvichenesa nekuti zvimwe zvacho nevanhu zvinopengesa saka ndoda kuti kana ndafa ndoda mugoziva kuti zvimwe zvamaiudzwa aiwa manyepo apa ndivo futi vatomura mamhepo vavengi vavengi ndati kana ndafa ndapinda muguva ndoda mugoziva zvimwe zvamaiudzwa aiwa manyepo asi ndivo futi vatumira mamhepo vavengi vavengi

Wodzi raiva zambuko riya radziva ana sauro hapana chaanoziva kana ukaona vachiita kukurava ahh unoti aihwa uyu anovava asi nfivo futi vanenge vachikuseka nyangwe mbatya yawakapfeka asi mangwana zvichiitika nguva dzichifamba pipo are dying soul jah love iz trying yes we keep on trying and l keep on flying asi chandoziva kuti mwari vachabuditsa chokwadii ichokwadii hapana munhu wenyama anotonga saka mwari ndovanotonga nyangwe muchida zvenyu kunditonga munondiona kunge ndinopenga ndikataura munoti hapana chinozikanwa saka ndangoti muzive kuti inini kana ndafa ndoda mugoziva ndapinda muguva

Similar Songs

Listen to Soul Jah Love Kana Ndafa MP3 song. Kana Ndafa song from album Kana Ndafa is released in 2019. The duration of song is 00:05:13. The song is sung by Soul Jah Love.

Related Tags: Kana Ndafa, Kana Ndafa song, Kana Ndafa MP3 song, Kana Ndafa MP3, download Kana Ndafa song, Kana Ndafa song, Kana Ndafa Kana Ndafa song, Kana Ndafa song by Soul Jah Love, Kana Ndafa song download, download Kana Ndafa MP3 song

Comments (42)

0/500

    New Comments42

    Kennedyijvvl

    yeah nc
    Zimbabwe

    P_BLINQ

    continue to RIP, Chibaaa!❤️
    Zimbabwe

    [email protected]

    mhofela apa makarova number. continue to rest in peace.we miss u
    Zimbabwe

    Charles Marikite

    chibaba icho
    Zimbabwe

    Trustc0rd0

    RIP chibaba makarwadzisa
    South Africa

    KudaMash

    Testimony ....He was an angel amongst man we didnt deserve him nor his talent ..May His Soul Forever Rest Easzzzy
    Zimbabwe

    A_1J

    This will never die #gwendeza
    South Africa

    audreymahachi

    forever remembered chibaba changu RIP
    Zimbabwe

    Urombo Nyasha

    hie
    Zimbabwe

    Henufmfi7

    Rest in Peace Chibaba
    United Kingdom

    Peter kwa

    rest in peace chibaba always in our hearts[0x1f609][0x1f609][0x1f609][0x1f609][0x1f609]
    Zimbabwe

    Tatenda Melan

    rest in peace legend
    Zimbabwe

    +

        -   or   -

        NG +234

            -   or   -

            NG +234

                Please Select A Playlist

                Add New Playlist

                Share on

                Embed: Love & Light EP

                Custom Size :

                • Default
                • Desktop(300*600)
                • Mobile(300*250)

                Type :

                • HTML/HTML5

                Get Boomplay Premium

                for

                Payment Method

                Pay With

                  Review and pay

                  Order Date
                  Payment Method
                  Due Today

                  Flutterwave

                    Subscription Successful

                    Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

                    Now you have access to all the features of Boomplay App.

                    Payment Failed

                    Please check your balance and then try again.

                    You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
                    Need help? Contact Boomplay Subscription Support.

                    Payment Processing...

                    10 s

                    Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

                    Payment Processing

                    Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.

                    About Order Status