Hupenyu Ahufanane Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2020
Lyrics
Hupenyu Ahufanane - Seh Calaz
...
cashlips usanyanyochiva
zvirimudzimba mavo haumbozviziva
vamwe havana rugare kungochiva
vimba naMwari ndovanoziva
bholato bholato
bholato
bholato bholato
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
kana zvigumwe hazvifanane chimwe chinemakuriro achakaita

kana mazuva haafanane zvaramba nhasi mangwana zvinoita
munhu mukuru akagara pasi anoona zvirikuseri kwegomo
asi iwewe chana ukasimuka zvirimugomo hauzvione
zuva parinobuda ukariona itsamba yekuty wayambuka
dziva pasina kudhidha ndiMwari vanenge vakutakura
dziva nemweya yemadzinza itambo inotoda kudamburwa
moto ndaona urikubvira kugehena wakamirira vavengi vangu
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
kana zvigumwe hazvifanane chimwe chinemakuriro achakaita
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
kana mazuva haafanane zvaramba nhasi mangwana zvinoita
kutoriona zuva uchifema pfugama gara wavatenda vakatisika ivo nyadenga
vakapa munhu wese ma tarenta
nhamo dzngu vakadzisenga
pamdinorwiswa vano defender
pandiri havafe vaka surrender
kusvika rapera carender
nokuti ndimwari vanerudo
vakasika nyika nerudo
ndivovega vanoisa chikafu patafura
kana ndatambura
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
kana zvigumwe hazvifanane chimwe chinemakuriro achakaita
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
kana mazuva haafanane zvaramba nhasi mangwana zvinoita
munhu mukuru akagara pasi anoona zvirikuseri kwegomo
asi iwewe chana ukasimuka zvirimugomo hauzvione
zuva parinobuda ukariona itsamba yekuty wayambuka
dziva pasina kudhidha ndiMwari vanenge vakutakura
dziva nemweya yemadzinza itambo inotoda kudamburwa moto ndaona urikubvira kugehena wakamirira vavengi vangu
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
zvihgumwehazvifanane chimwe chinemakuriro achakaita
hupenyu hahwufanane usanyanyochiva zvavanoita
kana mazuva haafanane zvaramba nhasi mangwana zvinoita
usanyanyochiva zvavanoita
chimwe chinemakuriro achakaita
usanyanyochiva zvavanoita
zvaramba nhasi mangwana zvinoita