Dai Ndine Mari Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2020
Lyrics
Dai Ndine Mari - Seh Calaz
...
izvezvi pane vakutondadza nyama nemweya zvakutiparadzana
zvaramba vakutotadza kuwirirana
vatonevanwe vamirira mukana
ndirikuanxwa mhere pane varikuchema ahh
nherera dzasara murima
aiwa haisi choice pane vasina kuona face kana voice
asi imi mhamha muchingorarama
matove gogo vaxukuru vaungana
mwari vakuchengetey murarame
rufu mhai musaripe mukana
makabva neni kureeee ehh ehh
Aya haazi mahumbwe pandaichema maiti heuwe
mairara nenzara ndigute ehh
mhamha dai ndiine Mari
maisazosafa zvekare ndaikuvakirai paHarare
ndaikutengerai Ferrari
mhamha dai ndiine Mari maisazoshanda zvekare
mhamha dai dai dai chandoda kuti mufare
makandikoshera mhamha zvinhu zvinondifambira mhamha paye pamunondinamatira
makomborero anodira
amai muri ngirozi
ngirozi inofamba paroad
ngirozi yakadzika panyika
yakauya kuzondivhumbamira
amai muri shamwari
shamwari yangu yandinoudza zvese
shamwari isingambondi ghoste
masecrets angu isingambonaposte
amia muri shamwari
shamwari inoti nyangwe zvikaoma mwana wangu iyeye
monamata mwari mumureverere
nyangwe ndikaita mhondi
nyangwe ndikaita mbavha chero pfambi munondimirira
ndiwo moyo kaa wekubereka nyangwe zvikanzi ndashoreka
zvinorwadza akabereka sekufirwa neakabereke
mhamha dai ndiine Mari maisazosafa zvekare
ndaikuvakirai paHarare
ndaikutengerai Ferrari
mhamha dai ndiine maisazoshanda zvekare
mhamha dai dai chandoda kuti mufare
munamato wangu imi samai vangu
ambuya vevana vangu dai makomborerrwa
mwari inzwai
ohh ohh ohh komborerwai komborerwai mhai mhai komborerwai komborerwai
Mr check check check
mhamha dai ndiine Mari ndaikuvakirai paHarare
mhamha dai ndiine maisazoshanda zvekare
dai ndiine Mari
dai ndiine gwalanga
dai ndiine shagii
dai ndiine shagii
dai ndirishoroma