Body Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2023
Lyrics
Aaah Babe wakabatana ahhhh
Babe une tunhu twako
Mama mune zvinhu zvenyu
"Babe une zvinhu zvakooo"
Mai mupfana mune body body body body body body body
Musaterere anybody body body body body body body
Mai mupfana mune body body body body body body body
Musaterere anybody body body body body body body
Babe Babe
Body yako iheavy heavy
Ndiwe waheater kunge wave wave
Kuita kukaka mucheka nemunyepfu nyepfu
Wakatakura chinhoyi une macave cave
Show your thighs show your thighs yeah
Ndochikafu chedu isu maguys yeah
Hatidi rice hatidi rice
Tongodawo food for the eyes yeah
Body body body body body body body body body
Usaterere anybody body body body body body body
Mai mupfana mune body body body body body body body
Musaterere anybody body body body body body body
Mama Mia ayehwa madziyaa
Vamwe zvinovabaya kunge dhorofiya
Mavavharira panze door mabva makiya
Muribara kunge makickwa naApiya
Maziso enyu
Ndatimbotaura zvemaziso enyu
Anoita ndiite kusarudza kudya imi pa menu
Akanaka kudarika evanhu vese vapenyu
Ganda rakagezerera
Richitsvedzerera
Ayiwaa unosekerera
Maheels anoita ugoreberera sewakadedemera
Maziso enyu
Ndatimbotaurei zvemaziso enyu
Anoita ndide kusarudza kudya imi pa menu
Akanaka kudarika evanhu vese vapenyu
Mai mupfana mune body body body body body body body
Musaterere anybody body body body body body
Mai mupfana mune body body body body body body body
Musaterere anybody body body body body body body
Babe babe
Body yako iheavy heavy
Ndiwe waheater kunge wave wave
Kuita kukaka mucheka nemunyepfu nyepfu
Wakatakura Chinhoyi une macave cave
Show your thighs Show your thighs yeah
Ndochikafu chedu isu maguys yeah
Hatidi rice hatidi rice
Tongodawo food for the eyes yeah