Loading...

Download
  • Genre:World Music/Folklore
  • Year of Release:2019

Lyrics

Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) - Qounfuzed

...

Takazvikurumidzira

takazogumira munzira

Love hurts love inotiCosteyi ukaita munyama uno leadwa astray , i don't wanna remember those days rudo hapachina , rudo apa Thursday . Dai ndisina kubvira ndakakuona dai ndakapona,handichisina basa nekukona toita yepa corner. Maproblems acho anga akuita lot saka ndikacheuka ndendacheukira salt , taimhanya sa Bolt but iwewe wai speeder neni ndichizviwanza kutryer kumhanya ne cheater . Sha zvawakandita ndotenda mazvita mari waindidya kuita kundi feeder


Ndiwe wakazondinyepera así waiti tisanyeperane dai takangoenderera así wakazozvinetera, wakandipa ma empty promises , vanhu vese vaiti vazviwanira chi bho misses zvakazoguma chona handichambokufunga ohhh Handichambokufunga uhhh así ndaimbokufunga ohhh ndatone dzimwe pfungwaa ohh


hapana zuva raipera ndisina kuona kana ndikatadza manheru ndaifona, zvakatombondiremerawo wangu iwe ndakatombokuchemerawo así hauzvizive . Ndichiti zvawandisiya ndichazodiwawo nani waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja. wakandipa ma empty promises , vanhu vese vaiti vazviwanira chi bho misses zvakazoguma chona handichambokufunga , handichambokufunga ohhh así ndaimbokufunga ohhhh ndatone dzimwe pfungwaa ohh


Mira nditaure shuwa hapachina chekunyara moving on was hard taitotadza kana kurara, kuudza vanhu kut zvazopera shaa ndaitonyara. Vamwe vachiti baby rako ipfuti ndaimbogaya kurova bara. to come and apologize and take the blame hanku ndoti bhebhi zvese zvawakandiitira yaiwa problem yanku así ndakazofunga kaviri semunhu ane mbiri handingaite serious nemunhu asiri


Ndikati ndichiri kukuda ndingareve nhema shaa ndongokutaurira dzimwe nguva ndisina nyaya ndichibhema Sha. ndaisada zvipere así newe ndaingochema sha. Waindita mwana ndiwe wakandi pusha pasina premer haa


Ndiwe wakazondinyepera así waiti tisanyeperane dai takangoenderera así wakazozvinetera, waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja ,waiti tisazochinjaaa así ndiwe wakazochinja así ndaimbokufunga ...........

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status