Uchachema Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2022
Lyrics
Uchachema - Qounfuzed
...
ndopapinda hre varume , kwayi pinda, ndopapinda hre nemoyo kwayi pindawoo , zvikanzi nehana zvoda kushingawoo , apo pfungwa wanga watomuvhiringa ndopa pinda hre nemoyo kwayi pinda mesoo eheya? kutanga kunditi pindawo, mandikuvadzisa machinda ooh, nzeve dzainditi siyana nazvo guva? rainditi siyana nazvo zverudo siyana nazvo zverudo siyana nazvo nzeve dzainditi siyana nazvo guva rainditi siyana nazvo zverudo siyana nazvo ndakakanya kubva kwandaidiwa ndichmhanya kwandaisa diwa akuna ndakakanya dai zvangu ndakaiva kuti ndaigochera pamapfihwa hama vadiwa makandirasisa aah mandiona naye muchingonditarisaaa chero ini wacho ndainge ndofarisa aah andoziva ndanga ndasingambomhoresa aah ndichitozvishoresaa vamwe vainditi zviri safe , ramba wakadzvanya usature befuu asi dai zvangu ndakaita careful ndaisazowachiswa sesurf mandikuvadzisa machinda ndakabva kwandaipihwa love pihwa love ndakabva kwandaidiwa rough ndichimhanyira kwaitwa rough nzeve dzainditi siyana nazvo guva rainditi siyana nazvo uchachema