Loading...

Download
  • Genre:World Music/Folklore
  • Year of Release:2022

Lyrics

Don wanamata here

Professor Lalo manamata here

Musati mabuda manamata here

Namatai Mwari vakutungamirirei

Musati mafamba nzira

Itai kamunamato kekupedzisira

Musati mahutanga

Kumbirai matenga kuti vachenese nzira

"Haa aah aaah"


Kamunamato kekubhawaa

"Kamunamato baba Kamunamato"

Kamunamato kekubhawaa

"Kamunamato Kamunamato

Kamunamato"

Kamunamato kekubhawaa

"Kaprayer prayer"

Kamunamato kekubhawaa


Imomo munzira dzatichafamba nadzo

Musazove chatichasangana nacho

Nekuti pamwe pacho patinosangana so

Hatizive mhepo dzatinonongana nadzo


"Oouuh woooho ooh"


Ishe wangu ndokumbira

Kuti mugonditungamira

Pese pandinomwira mwira


Ndine kababe kandakazokwidza jaguar

Kaiti mumota ngamusaridzwe Elias Musakwa

Bhebi tikasaisa prayer zvinhu zvinozodhakwa

Hona Fantan naLevels vakazotsvagwa

Tenzi handidi kuti ndazopinda mudhanzi

Ndoita yegore riye yekurwira vakadzi

Kudhakwa kusvika pakutoshaya nyadzi

Kudhakwa chi India zvekunyenga hanzvadzi


"Kamunamato aaah"

Kamunamato kekubhawaa

Kamunamato kekubhawaa

"Kamunamatoo kamunamatoo kamunamatoo"

Kamunamato kekubhawaa

"Kaprayer prayer"

Kamunamato keku


"Yayayel"


Saka Dj flavour manamata here

Mukoma Killer T manamata here

Ko Dj Towers mamuudza here

Namatai Mwari akutungamirirei

Musati mafamba nzira isai kamunamato kekupedzisira

Nekuti mukatamba munzira muchatozoguma monyadzisira

Zvinoda kutanga wanyengetera

Pamwe pacho kudhakwa kunoda kunyengerera

Saka paunodhakwa pese usatenderera

Tenda God

Unodhumwa neFord

Uchigaya uri Audi


Nekuti wakanganwa

Kamunamato kekubhawaa

Kamunamato kekubhawaa


Nekuti wakanganwa

Kamunamato


Kamunamato kekubhawaa

Kamunamato kekubhawaa

"Kaprayer prayer"

Kamunamato kekubhawaa


Kamunamato kanongodiwa

Kuitira chenji kubhawa kuti isazobiwa

Panodyiwa mari dzevamwe nevadiwa

Yako iwewe haizombodyiwa


"Ndokamunamato"


Kaprayer kekudzinga mweya wakaipa unonditeya


"Kamunamato"

Uchingobva ipapo wozonzwa kunzi pafiwa

Paunobuda gate Police robva rakiya


"Saka"


Kamunamato haunatsokapihwa

Uchaka believer pauchanzi wapihwa


Kamunamato kekudzinga winds

Ndisafremerwe kunzi ndinzi

Ndaisa nhingirikinzi mubhinzi


Kamunamato

Usagaye kukaita paita bato

Kana kuita zveperera kumuchato

Katakure se AK yemauto


Unogona kupihwa chikafu murudo

Murudo mopedzisira mane chikudo

Saka sahwira wangu ingomwa muto

Kana unaVimbai imwai Zimuto


"Kamunamato aaah"

Kamunamato kekubhawaa Kamunamato kekubhawaa

"Kamunamatoo kamunamatoo Kamunamatoo"

Kamunamato kekubhawaa

"Kaprayer prayer"

Kamunamato kekubhawaa

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status