Tinashe Mugabe Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Tinashe Mugabe 🅴 - Bling4
...
Tinashe Mugabe chii asi nhai chii sei usingadi kuona vanhu vachifara iwewe, murume wangu haazvare ndaka ngwavha ngwavha kuti afare mumarriage yedu kutiafare kuti ane mwana iwe wakuuya be ma D .N A test unehutsinye iwe Tinashe unozviitirei
CHORUS
de deedzai tinashe Mugabe Tete tiite ma dna test mwana haasi wangu. eishhh wakafanana nemdra wepa next hapana kana changu one chiri pamwana uyu chikuita match sei mwana arimukedha baba namai tiri ma blacks*2
Tete ndonya yangu yandauya nayo irikundisaisa mufaro Tinashe Mugabe ngauye pano mumwe munhu anofira pano sure kundichengetesa mwana we musango nhasi waigochera mugango dzoserai Mari yangu yerusambo. Gaya ndakatobvisa rusambo plus mombe yeumai( Gaya)*2 preparation yese ndaibuda dye (Gaya)*2 mbudzi nehwai rasta mbudzi nehwai (gaya)*2 suit ne tye rasta suit ne tye (Gaya*2)
chorus
but vakadzi Ava sometimes havasi boo vane moyo usiri boo boo chavanongoda chete kuti tsoro dzavo dzibude boo ten yrs munhu and secret munhu achiziva kuti mwana ndewa john*2 mwana ndewa kedha panezvakaitika pamubhedha panemhunhu akadhedha pane akachekwa nereza panemumwe munhu akaveza garai makasimudza mureza garai makabata nabemba
chorus
............... ........,.............
..........
so right