Matemai Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Matemai - Bling4
...
randiitira action babe rako
handina kumbomunyenga ini
Sahwira usambondivenga ini
Muyedzowacho wandikunda ndakutodemba in
Asikuti ndimusiye zvakutonetsa ndakamutema ini
Akutonditi matemai
Imagine kundiitira action ndisina kumbomunyenga
sahwira usambondivenga ini
muyedzowacho wandikunda ndakutodemba ini
Asi kuti ndimusiye zvakutonetsa ndakamutema ini
Akutonditi matemai
Ndakambenge ndazviramba but akaramba achingondipusha
hanzii hakuna magetsi huya unditandadzo ndikutya
Pandakazoti ndibaye zvikanzi umm umm
chingokushta
Hapana kwauchaenda
Taura zvaunoda ndokupa
Babe .rako kuti ndiye zvakutonetsa
Sorry zvako pakapotseka
love yacho yakubhiba
Babe rako ndaka hijeka
Paku tonetsa
sorry zvako pakapotseka
love yacho yakutobhiba
imagine