Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2022

Lyrics

Nhamo Dzangu - Bling4

...

i call her AJ

four

machisi nemogo ndozvega zvri muden manku(muden manku)

macigerrettes

mdoandoputa pese pandofunga nhamo dzanku(nhamo dzanku)

(yah)

yese yandruita nhasi ndruitira mangwana(mangwana)

bt sometyms ndombozvibvunza mibvunzo(mibvunzo)

kt chiiko chandoraramira zvanku (yah)

kana nyika yacho ichindibata rough

mchazofarawo ndafa

maybe kwenyu makapona(kwenyu makapona)

kwedu kune horror(kwedu kune horror)

kwedu kune madzikirira

tinongoshingirira

mamhepo akatisungirira

hapana kana mahand outs

kutangira kudownfall

kutangira kujecha uchienda uchienda

vamwe vane mahand outs

mdara ndiChiyangwa

chavo kutora cash vachienda

kuti uone rent unenge watatarika(tatarika)

kushandiswa naJiga

kujambiswa maspeaker

zvese takaita

kwese takasvika(takasvika)

hapana anokujega ukadonha

vanopembera zvikaflooper

izvezvi ndawana kapeace job(peace job)

kuharare mkoma wakunditsoma

ndaisa peace order(peace orde)

hama dzacho ndodzrutanga kukonzera disorder(disorder)

nhasi ndri sorber(ndri sorber)

so pawanofona

nchangodaira ndoti ndri joza

machisi nemogo ndozvega zvri muden manku (den manku)

macigerretes (cigerettes)

ndoandoputa pese pandofunga nhamo dzanku (yah)

yese yandruita nhasi ndruitira mangwana (mangwana)

bt sometyms ndombozvibvunza mibvunzo ( mibvunzo)

kti chiiko chandoraramira zvanku (zvanku)

kana nyika yacho ichindibata rough

mchazofara ndafa

maybe kwenyu makapona (makapona)

kwedu kune horror (kwedu kune horror)

kwedu kune madzikarira

tinongoshingirira

mamhepo akatisungirira

hapana kana mahand outs

kutangira kudownfall

kutangira kujecha uchienda uchienda

vamwe vane mahand outs

mdara ndiChiyangwa

chavo ktora cash vachienda

unotongoona kti ukasamiramira ndeyekwako (ndeyekwako)

lyf yacho ndeyako( ndeyako)

ska nhamo dzacho ndedzako ( ndedzako)

yah

paunojuma gap hauite mistake

unogara wapedza zveipapo(ipapo)

vaimboganza ndopawanotanga

kt ndeipi yako(wadii)

kuzama kuda kukwana kwana

muzhet rako (zhet rako)

vanhu ndozvavari

vanenge vakukuita kunge maface ako

(cigerettes)

(yah)

(mangwana )

(mibvunzo)

(yah).......

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status