Takarambana Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2023
Lyrics
Fartex Once Again
Anotsemura moyo she is a heartbreaker
Anokuvimbisa manyepo zvake achinyepa
Hanzi ndinomira newe chero ipi weather
Ichingovhutavhuta mhepo okusiya wegaa
Zvinondirwadza mumoyo mangu
Ritori Ronda muhupenyu hwangu
Zvinondibaya pamoyo panguu
Kuti ini nemudiwa wangu Takarambana
Uya ndiye aive mudzimai wangu
Uyaaa
Muroora wamai vangu
Zvinondibaya pamoyo panguu
Kuti ini nemudiwa wangu Takaramba
Ndinaye aive Mafuro manyoro
Ndaiti tiri tese murugare nemunhamo
Dai moyo wangu waikwanisa kusiya zverudo inga dai nhasi usina rondaa
Zvinondirwadza mumoyo mangu
Ritori Ronda muhupenyu hwangu
Zvinondibaya pamoyo panguu
Kuti ini nemudiwa wangu Takarambana
Uya ndiye aive mudzimai wangu
Uyaaa
Muroora wamai vangu
Zvinondibaya pamoyo panguu
Kuti ini nemudiwa wangu Takaramba
Ndakangotarisira zvimwe uchadzoka
Wakandisiya ukati haudi akabrocker
Ndenge ndave kire kure pauchandiyeuka
Pauchatsvaga chikorobho mvura yadeuka
Aaah iwe! Une sure here bby
Inga waiti kundida iwe hauregi
Rudo vaviri wechitatu abvepi
Rudo ibofu vakuru havanyepiii