Loading...

Download
  • Genre:Reggae
  • Year of Release:2023

Lyrics

Ndinokutendai mese mauya

Ndakazomutora mwana uya

Mumoyo mangu aitove ruva

Asipo mufaro wacho hawai uya


Dai ndine nguva ndatsanangura

Miyedzo yacho yatakakunda

Dai ndine simba ndachitakuraa

Chitsudzo chacho chatakaumba


Saka tabatanidzwa murudo

Hama dzasanganiswa murudo

Vanhu taunganidza murudooo

Helele

Ndiye wandinoda uyu

Itsvigiri yangu mune munyu

Amai vachamuridzira mhururu

Helele

Helele helele helele

Helele helele helele

Helele helele helele

Helele


Tarisai hama nemadzisahwira

Varikutsenga tsenga vachimwira mwira

Irudo rwedu rwavaka unganira

Yasimudza ana mbuya Ngoma yarira


Kana madzisekuru mabhachi abvisa

Zvaisave nyore nabhebi takarwisa

Ndovimba vani'ina mune chamadzidza

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status