Hazviko Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Whoo gee Ah-ahh
Yeah Ndenge ndichigaya hondo ukaona ndiri zii Wangu usandiguma guma chimbondipa peace
I'm different to y'all homies always capin havana dhiri Um never satisfied when you braggin muri lit
I'm gettin all the thumbs up ngoma painorira
Hanzi Qure ndiye murapi hatina kana matyira
Of course ndiri mugen'a Ndopamunofira tarisa ndaunganidza vanhu
senge ndiri pabira
If you all about lame talk kill you on sight
Don't be in my circle kana usingazive side
If u think I'm stupid u a fool sike
Get outta my way man um tryna roll the dice
Wakuda kuuya pasiripo, wakuda kutamba pasiripo Wakuda kutaura kah zvisiko mamoves awukundiitira hazviko,
Yeah wakuda kuuya pasiripo, wakuda kutamba pasiripo Wakuda kutaura kah zvisiko Mamoves awukundiitira hazviko
Yeah wangu ndakaflipa page ko ungandidii
Mugen'a akatsamwa munodonha kunge pee Ndofamba kunge president handife ndati peep
Chero ukandishaya uchandiwana kunge key Handina kana bus stop handina second round Handina kana mambo handa mukuru kumberi Kwangu Mukuru ndine one ndiko kune mari yangu
Jealous hariperi neni kah bhururu wangu
Um jus makin moves yeah ndine passion yekutovarova kopo
Vanhu havadi trust aiwa no no, Yeah
Kunge gaffa Ndiri muninja ndati bodo
Idzi hadzisi nhodo
Wakuda kuuya pasiripo Wakuda kutamba pasiripo Wakuda kutaura kah zvisiko Mamoves aukundiitira hazviko Yeah Wakuda kuuya pasiripo Wakuda kutamba pasiripo Wakuda kutaura kah zvisiko Mamoves aukundiitira hazviko
Wakuda kuuya pasiripo, wakuda kutamba pasiripo Wakuda kutaura kah zvisiko mamoves awukundiitira hazviko,
Yeah wakuda kuuya pasiripo, wakuda kutamba pasiripo Wakuda kutaura kah zvisiko Mamoves awukundiitira hazviko