Hona hapana Lyrics
- Genre:Hip Hop & Rap
- Year of Release:2022
Lyrics
Waiziya
Hapana
Ah-aah
Ah yeah
Mulife hamudi kutemba nhingi
Nekuti wangu pazvinhu zvacho
Hapana anokuda mulinki
Vanokusimbisa ndizvo bho
But they know hazvisi
Vanokutexta vachiti blood
Vanotogula masiki
Ndakazvi ah
Ndakazvi reader hapana
Pamwe pacho tikutamba
Kusenga bere rakafa
Wagona chii, hapana
Zviri nani grind pamoyo Kunama
Zvevanhu no
Vanotochinja mangwana
Waurikuti bho, panenge pasina
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Ach yeah)
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Sku sku)
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Ah-ahh)
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Oh jeez)
Hona hapana pamwe pacho Tikujingirisa kutobatanidza
Zvicharamba
Five madhiri per day
Kusvika ridoke
Round rakadhamba
Ndotora skunk
Kuti ndiende kundege
Ndifeele segamba
Gettoh ropisa kutobvira
Wangu riritight kuti mba mba
Amwe mafriendships
Nemloveships, hazviko
Kune maship ships
Oh Gad
Ukanditsvaga handiko
Kanogona kungonyurira camera
Bvunza Ringo
Unozoona hapana majokes aya
Kunge Biko
Um never stayin
On the low low
Ndoramba ndiri kumusoro
For real adhonza tambo
Ndakavaudza ndimambo
Godo muruoko kufreeza
Tisu tomira vatiza
Musandiisa mavaisa
Tsuro haimhanye nembhiza
Ndini mudhara Hannah Montana
Line rakwatura beat sembama
Vamwe kuparidza vese hapana
Saka todii, topfugama
Saka madii, hapana
Saka zvadii, zvabhamba
Rap ibasa hakuzi kutamba
Majaira tea isina masamba
Yeah
Um ballin too hard like a player
Um kickin the doors
They envy me niggas
They hate it
But I don real care
Am pullin the shots
I'm makin it work
Cuz I got what it takes on here
Ndidyire soft hapana
Ndokubholoncha pafair
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Ach yeah)
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(sku sku)
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Ah-ahh)
Hona hapana
Hona hapana
Hona hapana
(Oh jeez)
Hona hapana pamwe pacho Tikujingirisa kutobatanidza
Zvicharamba
Five madhiri per day kusvika ridoke
Round rakadhamba
Ndotora skunk
Kuti ndiende kundege
Ndifeele segamba
Gettoh ropisa kutobvira
Wangu riritight kuti mba mba
Ah-ahh
(Ey Beast pullup)
Ah-ahh