Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2022

This song is not currently available in your region.

Try the alternative versions below.

Lyrics

Depression - Fungisai Zvakavapano Mashavave

...

ndine depression

ndine stress

ndine depression

ndine stress .


verse 1

ndakambo forceredza relationship kuti vana vakure pamwe

ndaiforceredza relationship kuti ndiyarutse vana

akandisema Kare Kare ,aka ndi..

akandisvipa Kare Kare baba


chorus

ndingori ndega baba

ndingori ndega baba

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

murelationship


verse 2

ndairarira kusvimha misodzi

hapana aiziva ndaishungurudzika

kana kwachena ndaisekerera

moyo uchifunga kuzviuraya

akandisema Kare Kare

akandisvipa kare Kare

gupuro anga asingade naro

Aida ndusuffe ndingori padhuze


chorus

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

murelationship


verse 3


bp yaikwira ndichiadmitwa

anga asingauye kuzondiona

ndopandikatanga kuchiraradza

kurara mazikope ndisingamuke

kurasa tariro sendinopenga ahhhhhh


ndakanzwa izwi richidaidzira

enda kune vamwe usava wega

tsvaga wekuudza zvinokunetsa

Buda panorwadza unozvigona


chorus

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

baba ndingori ndega

murelationship ahhhh

aahhhhh


lyrics by Simbah

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status