Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2022

Lyrics

Tamirira mweya mutsvene - Dorcas Moyo

...

dzikai vatumwa tibate basa idzo nguva dzakwana ahh ohhh mweya mutsvene zvino tamirira mweya mutsvene has tamirira mweya mutsvene zvino tamirira mweya mutsvene zvino tamirira mweya mutsvene zvino tamirira mweyaaa ndivhumbamireiwo mambo kana Hondo ichinge yauya ndisadyirwe muhomwe semangayi kana kusasikwa pamoto sembeva vasandirovere musaga samangoi hokoyo neshamhu yaMikairi inodzupura nyama zvose nemoyo ichinge yakutinha pauzuru iwe Dorcas

muvengi wangu arege kuti ndakundikana vhenekera meso angu ndirege kuva nehope ndamirira mweya washe dzika ndamirira ndakumirira mweya washe dzika ndamirira haaa mweya washeee dzika zvako ndamirira mweya washeee dzika zvako ndamirira ndakumirira mweya washe dzika ndamirira

dai Hannah asina kumbosekwa haaimbofa akabata Sameri ariko murume wematare amire zvake papfumbamwe akamirira kuzongondizodza kana ndichinge ndasvika

andidi ndivhundutswe nechimiro chedambudziko chero chikava saGoliath kungoreba nenguwo dzesimbi ndisavhunduke ndimirire mweeeya ndakakunda kare iyeni ndina mweya ndakakundaa kare ini ndina mweya hiiiii dzika dzika heyii dzika dzika haa dzika dzika ehhh dzika dzika

kunyangwe miyedzo indiwandire saJobho ndamirira mweya mutsvene Daniel akandwa mugomba rine shumba mambo ndamirira mweya mutsvene andichemeri vakadzi venyika ino ndinochemera mweya wangu andichemeri varume venyika ino ndinochemera mweya wangu ndamirira mweya mutsvene amai

ndianiko angatsaukire mutende renyu mambo ndianiko angagare pagomo renyu tsvene dzika dzika zvakol mweya tamirira dzika dzika zvako mweya washe tamirira

Similar Songs

Listen to Dorcas Moyo Tamirira mweya mutsvene MP3 song. Tamirira mweya mutsvene song from album Tamirira mweya mutsvene is released in 2022. The duration of song is 00:05:27. The song is sung by Dorcas Moyo.

Related Tags: Tamirira mweya mutsvene, Tamirira mweya mutsvene song, Tamirira mweya mutsvene MP3 song, Tamirira mweya mutsvene MP3, download Tamirira mweya mutsvene song, Tamirira mweya mutsvene song, Tamirira mweya mutsvene Tamirira mweya mutsvene song, Tamirira mweya mutsvene song by Dorcas Moyo, Tamirira mweya mutsvene song download, download Tamirira mweya mutsvene MP3 song

Comments (7)

0/500

    New Comments7

    shame9e670

    awesome[0x1f623]

    South Africa

    Elina19

    i love this song❤️❤️❤️

    Zimbabwe

    mavisjh1ry

    Waaal super song

    Botswana

    Basil Simbarashe

    [0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f623][0x1f630]

    Zimbabwe

    Thomaskbjp7

    This song it's so wonderful may God bless you Dorcas

    Zimbabwe

    joyline gova

    dorcas moyo woooh luv this song

    Zimbabwe

    Tinashe Bhepe

    love this song ......dorcas moyo well done u should push this guy he so good[0x1f605]

    Zimbabwe

    +

        -   or   -

        -   or   -

        NG +234

            Please Select A Playlist

            Add New Playlist

            Share on

            Embed: Love & Light EP

            Custom Size :

            • Default
            • Desktop(300*600)
            • Mobile(300*250)

            Type :

            • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
            Get Boomplay Premium
            for
            Payment Method
            Pay With
              Review and pay
              Order Date
              Payment Method
              Due Today
              Flutterwave
                Subscription Successful

                Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

                Now you have access to all the features of Boomplay App.
                Payment Failed

                Please check your balance and then try again.

                You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
                Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
                Payment Processing...
                10 s

                Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

                Payment Processing
                Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
                About Order Status