Loading...

Download
  • Genre:World Music/Folklore
  • Year of Release:2021

Lyrics

Millionaire ft. Powered by Zeb Tsikira - Bazooker

...

Oskid

Zeb Tsikira, lovers

Bazooker

Ghetto youth

Mwari anopa anozvibatsira

Batirira pachinhu chaunoda

And don't give up pabasa rako kunge Zeb Tsikira

Yese yauri kuita inobuda

Kana uchida more, saka chiita more

Paunoshanda more, unotodzidza more

Hanzi hapana kwaanosvika

Iwe chingozvisimbisa zvavanotaura wongozvisoya so

Mukoma vangu, munin'ina muka tishande

Tora ichi neichi simuka tifambe

Vamwe vanokushora vachida zvirambe

Asi life yako yakachena saka usazhambe

Pavanobvunza uri kupi? Panguva ipfupi

Hanzi majokose vachikuona saKapfupi

Une matirikisi tora mvura urove sip

Vataurire life yako haisi cheap

Saghetto youth, shanda

Kuti ugoita millionaire, shanda

Ramba uchivaudza feya, shanda

Kuti zvamaona sandizvo zvandaplayer, shanda

Ikezvino motonditeera nekushanda

Kuti ugoita millionaire, shanda

Ramba uchivaudza feya, shanda

Kuti zvamaona sandizvo zvandaplayer, shanda

Ghetto youth uri dangarousi uri dangerous

Vaiti unorasa muswe uri serious

Haukundike ende hauchabatike

Vakuuya vese vaiti hapapfurike

Asi iwewe shanda

Pavanenge vakarara masikati

Wodzidza pavanenge vachiita maparty

Layifi yauchararama ngaive life yavanorota vakarara kutanga nhasi

Wati unoda kuita millionaire

Asi hama dzekughetto dzakumisa hanzi hazviite

Iwewe chingonovhura prayer woti basa ibasa ende pabasa rangu handikwite

Hona Zeb Tsikira

Akashingirira

Akabudirira

Zviri nani kuyedza, pane kusiya

Anoda kudonhedza muudze ndokukiya

Iwe saghetto youth, shanda

Kuti ugoita millionaire, shanda

Ramba uchivaudza feya, shanda

Zvamaona sandizvo zvandaplayer, shanda

Ikezvino motonditeera nekushanda

Kuti ugoita millionaire ah, shanda

Ramba uchivaudza feya ah, shanda

Zvamaona sandizvo zvandaplayer aha, shanda

Ikozvino motonditeera nekushanda

Shanda, shanda, shanda

Shanda, shanda, shanda

Shanda, shanda

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status