Nyota Lyrics
- Genre:Alté
- Year of Release:2021
Lyrics
Nyota - Bazooker
...
yayayayayayayayayyaa
Inzwai kah mdhara
imi munondigonera zvenyu mdhara
Haaa munondiitira zvenyu mdhara
Fanika smarts munotsikira mdhara
Chii chamunotikwadziira inzwai kh mdhara
Apa nhasi mune rimwe zi jaguar rimwe asekuru
Risingaoneke kana panoiswa peturu
Kughetto ndimi munonzi matateguru
Vane manebhuru
Inzwai kha mdhara
Machain amurikurova kha mazuva ano
plus ka skin kenyu mdhara utano
plus munofitwa nemajean kunyanya tumasuit
Hadzisi ngano inzwai kh mdhara
Ko zibhutsu renyu riya riya zibhutsu
ndinaro paden ndakadrawer mubook
And makazondiratidza kut makura pamakaimba zuku
inzwa kh mdhara
Ndakanzwa vanhuvachiti munobuditsa
Hanzi munongosvitsa
Hamtarise kuti imhitsa
Mungazondishaire kavitsa
Ko mumota hamuna ka pizza
inzwa mdhara
nyota x3 kana muromo wanku urikupopota
nyota X3 ndineka10 asi pane irikushota
nyotax3 kana muromo wankuh urikupopota
nyota mdhara