Ndingakutendai nei Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2023
Lyrics
Tsika dzenyu Mwari wangu dzakandirera Mwari wee
Ruoko rwenyu Mwari wangu wee rwakandirwira Mwari wee
Ndingakutendai neiko
Ndingakutendai neiko Mwari wangu
Ndingakutendai neiko
Ndingakutendai neiko Mwari wangu
Ndimi munoziva kwamakabva nemi
Ini nemi tirivaviri tinenhoroondo Mwari wangu
Makanditora ndisingatarisike nezvivi
Mukandishamba Mwari wangu
Mukandiita shamwari yenyu
Ndingakutendai neiko
Ndingakutendai neiko Mwari wangu
Ndingakutendai neiko
Ndingakutendai neiko Mwari wangu
Tsika dzenyu Mwari wangu wee dzakandirera Mwari wee
Ruoko rwenyu Mwari wangu rwakandirwira Mwari wee yeeeh
Ndingakutendai neiko ndingakutendai neiko Mwari wangu