Ndakaponeswa Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Neni ndakaponeswa nemi
Ndakasunungurwa pakusungwa inini
Pakusasimba makabvisa hutera hwangu
Hamuna kufuratira pakudarika kwangu
Ndoda kukunamatai nemweya wangu
Kukurumbidzai nesimba rangu rese
Ndingadai ndiripi pasina imimi Mwari
Pasina rufu rwepamuchinjikwa
Izvi zvamakaita zvinoshamisa Ishe wangu
Nyasha dzamakaita dzinondidadisa ishe wangu
Neni ndakaponeswa nemi
Ndakasunungurwa pakusungwa inini
Pakusasimba makabvisa hutera hwangu
Hamuna kufuratira pakudarika kwangu
Ndoda kukunamatai nemweya wangu
Kukurumbidzai nesimba rangu rese
Ndingadai ndiripi pasina imimi Mwari
Pasina rufu rwepamuchinjikwa
Izvi zvamakaita zvinondishamisa Ishe wangu
Nyasha dzamakaita dzinondidadisa ishe wangu
Kana zviomesei ndichakunamata Ishe wangu
Nhaka yamakandipa ndichaichengeta Ishe wangu
Mhaka dzangu makaripa pamuchinjikwa Ishe wangu
Zuva kubuda nekunyura ndichatsungurira Ishe wangu
Kuda kwenyu ndichaita mumazuva ehupenyu hwangu
Izvi zvamakaita zvinondishamisa Ishe wangu
Kana zviomesei ndichakunamata Ishe wangu
Nhaka yamakandipa ndichaichengeta Ishe wangu
Mhaka dzangu makaripa pamuchinjikwa Ishe wangu
Zuva kubuda nekunyura ndichatsungurira Ishe wangu
Kuda kwenyu ndichaita mumazuva ehupenyu hwangu
Oooooooh wooh
Handimire kutenda handimire kutenda Ishe

Pakusasimba makabvisa hutera hwangu hamuna kufuratira pakudarika kwangu
Ndoda kukunamatai nemweya wangu kukurumbidzai nesimba rangu rose