Hasha Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Hasha - Jah Prayzah
...
Hasha
Dzinenge dza tutumira,
Hwahwa
Hunenge hwa-sanganiswa
Anouyanemashoko, ooo
Magaramoyo
Anouyaa nehondo
Ozamurira
Hmmmmmm
Hasha
Ahh, hmmmm
Hasha
Ndomera rondo repamoyo
Ndakabayiwa newandakapa moyo