Furuwa Lyrics
- Genre:Afrobeats
- Year of Release:2022
Lyrics
Furuwa - Jah Prayzah
...
ndoda kutamba newe bherorina
yenguva yana katarina
ndikafunga furuwa
ucharangarira gore riya
kumaroro kumadhorofiya
pamusoro pegomo riya
taitamba furuwa
furuwa furuwa
furuwa furuwawe mwana we
furuwa furuwa
furuwa furuwawe mwana we
furuwa furuwa ahh(shamwari yangu)
kana usipo madeko (shamwari yangu)
ndenge ndiri mutirongo (shamwari yangu )
unoita seruva ramhamha (shamwari yangu )
ndikati huya timbodai so (shamwari yangu
unoita kakuwoma moyo (shamwari yangu )
ndokupa zvaunoda
pandinenge ndagona
ndiro donzvo rangu
paunonodzoka
handikuvimbise denga rechinomwe
unondiwana ndazama
ndokupa zvaunoda
pandinenge ndagona