Hossana Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Hossana - Feli Nandi
...
vamwe vanoti hossana vamwe ndivo vano mhanya he mbiya kuti vawane vanovada vachida kubviswa munyama kuti vawane vanovada kunyengetera kuti ndiwane anondida kunamatera kuti awane anomuda baba ndipei anoita chero mutsvuku anoita murefu anoita baba ini ndatambura asina mota anoita ndipei chero anoita kunyengetera ndakumbira ishe