Ndoona Iwewe Lyrics
- Genre:Afrobeats
- Year of Release:2022
Lyrics
Ndoona Iwewe - Feli Nandi
...
chero ini newe tichiwiriranaa×4
ini newe tichiwirirana
chero ini newe tichiwirirana
ini newe tichiwirirana
chero ini newe tichiwirirana
pavari vari zana ndoona iwe
kana pari pachaunga ndoona iwe
nditatarike sei ndodzorwa newe eeeh
pavari vari zana ndoona iwe
kana pari pachaunga ndoona iwe
nditatarike sei ndodzorwa newe
ndiwe×3 ndiweee
ndiwe ×3 ndiweeeee
ndinonzwa zvee
hazvidi godobori
zvinonzwisiswa chete nevaRozvi
zvinovengwa chete nevaroyi
vomira voti hoyiii×4