Inguva Lyrics
- Genre:Afrobeats
- Year of Release:2022
Lyrics
Oooh iye!
Oooh iyee hee!
Varume heeee!
Charova chando chinozezesa
Ikarova mhepo inovhundutsa
Zvandimutsa ndiri kuhope
Mhere yaMai yandipeputsa
Zvanzi zvanziwee
Rapfuura nepano gore dema
Sekuru vaenda (gore dema!)
Baba Vaenda ah! (gore dema gore dema!)
Zvanzi zvanziwe
Rapfuura nepano gore dema
Sekuru vaenda (gore dema)
Baba vaenda ah! (gore dema gore dema)
Inguva inguva
Inguva inguva
Kana yakwana haina anoramba?
Kana yakwana haina anoramba!
Inguva inguva
Inguva inguva
Kana yakwana haina anoramba?
Kana yakwana haina anoramba!
Variko variko
Kunyika dzimu vagere zvavo
Kutandara nevamwe vakaenda kare
Vataitoshuwa dai varipo
Variko variko
Kunyika dzimu vagere zvavo
Kutandara nevamwe vakaenda kare
Vataitoshuwa dai varipo
Shungu dzirimo mumoyo
Dai paine nguva tavaonawo
Tataura navo vasati vaenda
Asi zvaramba
Zvaramba aah!
Inguva inguva
Inguva inguva
Kana yakwana haina anoramba?
Kana yakwana haina anoramba!
Inguva inguva
Inguva inguva
Kana yakwana haina anoramba?
Kana yakwana haina anoramba!
Sekuru vaenda
Baba vaenda ah
Zvanzi zvanziwee
Rapfuura nepano gore dema
Sekuru vaenda
Baba vaenda ah!
Inguva inguva (hooooo!)
Inguva inguvaaaa!
Kana yakwana haina anoramba? (Hoiye yerere!)
Kana yakwana haina anoramba! (Hoiye yerere!)
Inguva inguva (Hoo hoooo!)
Inguva inguva (Hoo hoooo!)
Kana yakwana haina anoramba? (Hoiye yerere)
Kana yakwana haina anoramba (Hoiye yerere)