Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi)
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2019
Lyrics
Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) - Qounfuzed
...
Takazvikurumidzira
takazogumira munzira
Love hurts love inotiCosteyi ukaita munyama uno leadwa astray , i don't wanna remember those days rudo hapachina , rudo apa Thursday . Dai ndisina kubvira ndakakuona dai ndakapona,handichisina basa nekukona toita yepa corner. Maproblems acho anga akuita lot saka ndikacheuka ndendacheukira salt , taimhanya sa Bolt but iwewe wai speeder neni ndichizviwanza kutryer kumhanya ne cheater . Sha zvawakandita ndotenda mazvita mari waindidya kuita kundi feeder
Ndiwe wakazondinyepera así waiti tisanyeperane dai takangoenderera así wakazozvinetera, wakandipa ma empty promises , vanhu vese vaiti vazviwanira chi bho misses zvakazoguma chona handichambokufunga ohhh Handichambokufunga uhhh así ndaimbokufunga ohhh ndatone dzimwe pfungwaa ohh
hapana zuva raipera ndisina kuona kana ndikatadza manheru ndaifona, zvakatombondiremerawo wangu iwe ndakatombokuchemerawo así hauzvizive . Ndichiti zvawandisiya ndichazodiwawo nani waiti tisazochinja asi ndiwe wakazochinja. wakandipa ma empty promises , vanhu vese vaiti vazviwanira chi bho misses zvakazoguma chona handichambokufunga , handichambokufunga ohhh así ndaimbokufunga ohhhh ndatone dzimwe pfungwaa ohh
Mira nditaure shuwa hapachina chekunyara moving on was hard taitotadza kana kurara, kuudza vanhu kut zvazopera shaa ndaitonyara. Vamwe vachiti baby rako ipfuti ndaimbogaya kurova bara. to come and apologize and take the blame hanku ndoti bhebhi zvese zvawakandiitira yaiwa problem yanku así ndakazofunga kaviri semunhu ane mbiri handingaite serious nemunhu asiri
see lyrics >>
Similar Songs
More from Qounfuzed
Listen to Qounfuzed Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) MP3 song. Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song from album Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) is released in 2019. The duration of song is 00:05:20. The song is sung by Qounfuzed.
Related Tags: Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi), Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song, Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) MP3 song, Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) MP3, download Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song, Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song, Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song, Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song by Qounfuzed, Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) song download, download Handichambokufunga (feat. Ti Gonzi) MP3 song
Comments (16)
New Comments(16)
frankjamesnfs4j
Tynash Nhunha
its powerful
këlly powee2bwl5
[0x1f625][0x1f653][0x1f653]
sharsg244w
[0x1f614][0x1f653]
Faith Musundigwa
love it
Ocia Mutumwa
:♥️this song mmmmmm
kingmedia80
emotional
Ropafadzo Neshamba
haa ichi chakaipa[0x1f633][0x1f633][0x1f633]
Sharono3rpu
was called "a desperate person" by my boyfriend[0x1f615][0x1f615]
Ransome ht9rq
it makes me emotional [0x1f63e]
Shanon Muzimbaic1bk
hits me every time
Ashley'si7not
emotions
If you have zenith Bank account or Ecobank account that can take up to 50,000,000 naira you drop for Instant loading .. I have a direct zenith and Ecobank log now Please and please the account needed is account that has a good transaction history account that have run transaction of millions for the past month I'm ready for If you have zenith Bank account or Ecobank account that can take up to 50,000,000 naira you drop for Instant loading .. I have a direct zenith and Ecobank log now Please and please the account needed is account that has a good transaction history account that have run transaction of millions for the past month I'm ready for job 2/4/7 Don't give me small children zenith Bank or Ecobank account.. don't give me new account within 30 minutes time the job is done +2349162380255 me new account within 30 minutes time the job is done +2349162380255