Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2022

Lyrics

Yeah Uh

Yeah yeah yeah yeah


J O H Z W


Uh


Mapinda muTeritory yamambo

Saka bvisai shangu

Ndoku zunzai zunzai muri masanzu

Ndini gava radambura

Musungo kuti dambu

Imimi mune zvenyu

Inini ndine zvangu

Pandiri hamuna door

Window zvese neAirvent

Mabhebhi enyu haashaikwe

MuMotor kunge airbag

This is sour not sweet kunge Keke

Pari panyaya dzeruzivo

Inini ndine denhe

Ndinopisa kunge furnace

Ndakosha kunge mari yeChikwereti

Musanyanye kuzvigaira stereki

Muchifunga kuti ndimi

Munogona chete

Maiti munogona imi Muchishandiswa nezvidhoma

Ndosaka muchigara makashanyira  sangoma

Ndinova jambisa maSpeaker pese pandinorova ngoma

Moyo wangu uchibuda mvura mhenyu mapopoma


Uh yeah


Sa Jacob ndinoZuma

Chandabata chese ndichichibvarura

Kutsvaga nyama kwete harurwa

Kwandiri hakusvikike kunge kuZuva

Two feet kuvazvambura

Six fit vanoda kundifushira muguva

Handisi mombe inokuma

Ndinodzvova ndiriShumba


Semupfuri wemapfumo ndinopfura

Handina kuzvarirwa nhamo

Ndakasikirwa kupfuma

Kutungana kweMabhuru

Hona nyanga kukura

SaBerllamine wese achapinda Munzira mangu ndiChatunga

Ndabata bag raOlinda kunge tytan

No I ain't Zues

But I clash with the Titans

Mari iyi mari iyi

Mapepa kunge typek

Neni itori neni itori

Bhurugwa neBhande hande

If you can't join them beat them

If you can't teach them love them

Ndini dangwe pama rappers emuZimbabwe

Dzoka uyamwe ndini

Ndinovafungisa dande hey

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status