Furuwa amapiano mix ft. Jah Prayzah & MalyBeats Lyrics
- Genre:Electronic
- Year of Release:2022
Lyrics
Furuwa amapiano mix ft. Jah Prayzah & MalyBeats - Muzzy D Pilot
...
furuwa furuwa hwe mwana we .
furuwa furuwa hwe mwana we
furuwa furuwa ahh ahh ah kana usipo madeko ndinenge ndri michirongo
unoita seruva ramama ndikati huya timbodaiso unoita kakuoma moyo
ndokupa zvaunoda pandinenge ndagona
ndiro donzvo rangu paunono dzoka handikuvimbise denga rechinono unondi. wana ndazama ndokupa zvaunoda pandinge ndagona vanongku tambire mwenje tino svitsa kuna mwende mberi kuti baba chimhandara chiye ndakachiwana kure kure vanongo timbare mwenje ndongosvitsa kuna mwende mberi kutibabachimhandara China ndaka chiwana Kure kure furuwa furuwa hwe mwana we
ndibate ruoko kana ndiri wako furuwa furuwa hwe mwana we ndibate ruoko furuwa furuwa aah ahh ahah