Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2022

Lyrics

Muna Jesu ndinogara

Muna Jehovah ndinogara

Muna Tenzi ndinogara

Nekusingaperi


Muna Jesu ndinogara

Muna Jehovah ndinogara

Muna Tenzi ndinogara

Nekusingaperi


Mugwayana ndinogara

Imo munyasha ndinogara

Muna Jesu ndinogara

Nekusingaperi


Mugwayana ndinogara

Imo munyasha ndinogara

Muna Jesu ndinogara

Nekusingaperi


Jehovah ndiye Mwari ane godo

Inhare nezuva rekutambudzika

Iye anoziva vanotizira kwaari

Ndinogara nekusingaperi


Jehovah ndiye Mwari ane godo

Inhare nezuva rekutambudzika

Iye anoziva vanotizira kwaari

Ndinogara nekusingaperi


Muna Jesu ndinogara

Muna Jehovah ndinogara

Muna Tenzi ndinogara

Nekusingaperi


Muna Jesu ndinogara

Muna Jehovah ndinogara

Muna Tenzi ndinogara

Nekusingaperi


Hanzi tsvaga uchawana

Hanzi gogodza ndinozarura

Muna Jesu ndinogara nekusingaperi


Hanzi kumbira unopihwa

Kana uchirwara unopora

Muna Jesu ndinogara

Nekusingaperi


Jehovah ndiye Mwari ane godo

Inhare nezuva rekutambudzika

Iye anoziva vanotizira kwaari

Ndinogara nekusingaperi


Jehovah ndiye Mwari ane godo

Inhare nezuva rekutambudzika

Iye anoziva vanotizira kwaari

Ndinogara nekusingaperi


SaDavida ndichatamba

SaMiriam ndichaimba

Muna Jesu ndinogara

Nekusingaperi


SaAbrahama ndichatenda

SaJosepha ndichamira

Muna Jesu ndinogara nekusingaperi


Aaah aaah ndinogara

Aaah aaah ndinogara

Aaah aaah ndinogara

Nekusingaperi


Aaah aaah ndinogara

Aaah aaah ndinogara

Aaah aaah ndinogara

Nekusingaperi


Aaah aaah ndinogara

Aaah aaah ndinogara

Aaah aaah ndinogara

Nekusingaperi

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status