Loading...

Download
  • Genre:Hip Hop & Rap
  • Year of Release:2021

Lyrics

Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya

Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya


Chekutanga ndinoda muzive kuti mumoyo mangu muzere nerudo

Even though I feel like you let me down

Asi handingarambi ndakabatirira ruvengo

I had to let it go but I miss you, I'm scared

So many times that I wished you were there

Kunyanya pandaidonha mundisimudzire

Pese pane danger mundidzivirire

Vamwe vana baba vaitamba nevana vavo

Kuvafundisa kuchovha mabhasikoro

Ini ndiri pano ndichiyeva zvangu

Dzimwe nguva ndaisvika pakutodzingwa chikoro

Nyaya dzema fees nema levy

Momz vano tryer asi varipiko Daddy

Nhamo dzepasirino hadziperi

Pese pandochema I'm just hoping that you hear me

Ikozvino ndati kurei, makore awanda

Ndaidawo muone mwana wenyu achishanda

Dai tiri tese mhuri yese ichifara

Asi life ine zvimwe zvayanga yakatoplanner

Dai ndangowanawo mukana

Wekutura mutoro wandigura musana

Dai ndangowanawo mukana

Kutaura zviri muhana


Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya

Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya


Kukura paden pasina father figure ma1

Cause' all you trynna do is figure out

How to make sense of this life thing

You know they say experience is the best teacher

Ndiri pano zvangu ndichidzidza

Ndiri pano zvangu ini ndatsidza kuti nhamo ichapfidza

I will take care of my family even if it means ndinokiya kiya dzamara ndakita

Vana vangu never have to go through what I went through

Ndichaona navo T.V manheru

Ndichavabatsira homework mangwana makuseni after breakfast I'll take them to school

Ndenge ndiri strict but I'll try to be cool

Ndichatovafadza when they're in a bad mood

I'll be there through the bad times and even the good

Family is something that you really can't choose

We gotta be a generation of parents who listen

Dzimba dzedu hadzifanire kuva maprison

Everything we learnt from our parents

Zvakanaka toita, zvakaipa bedzi ndozvatichachinja

Daddy if you see me now you would be proud I swear

I think I turned out great

Daddy there are so many things that I need you to hear

But I just wanna say


Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya

Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya

Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya

Makadiiko Baba vangu

Zvimwe mandikanganwa

Zvamandisiya Baba vangu

Aiwa mandibaya

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status