Maria Lyrics
- Genre:Pop
- Year of Release:2020
Lyrics
Nhai Maria
Ahh
Nhai Maria
Nashie
Mudiwa ndafunga zano
Richa batsira iwe neni
Babe ndafunga zano
Richa batsira iwe neni
Tarisa pamba pedu babe
Atina kana chatinacho
Tarisa mumba medu babe
Amuna kana chamunacho
Maria
Maria
Dai wangondi terera
Maria
Maria
Dai wangondinzwisisa
Maria
Maria
Dai wangondi terera
Maria
Dai wangoterera
Tarisa kumba kwenyu
Ahuna kana chaunoshaya
Ndozviziva unondida
Kana neni ndinokuda
Asi azvindifadze
Kukuona uchitambura
Ini azvindi nakidze
Kuti urare nenzara
Maria
Maria
Dai wangondi terera
Maria
Maria
Dai wangondinzwisisa
Maria
Maria
Dai wangondi terera
Maria
Dai wangoterera
Mudiwa ndafunga zano
Richa batsira iwe neni
Babe ndafunga zano
Richa batsira iwe neni
Tarisa pamba pedu babe
Atina kana chatinacho
Tarisa mumba medu babe
Amuna kana chamunacho